Monthly Archives: February 2015

Hurukuro: Tinashe Muchuri Anozeya Nhetembo naLinda Gabriel

Madzimai paanonyora nhetembo dzerudo vanenge vanonetseka kunyora vachinyatsobudisa zvavanonzwa kana vapinda murudo. Memory Chirere anovapa mhosva yekunyora pane imwe nguva savarume kwete samadzimai. Pane kuti ndakadya John vanonyora kuti ‘Ndakadyiwa naSara.’ Zvakadaro zvinoonekwa kuti pane mamwe madzimai anoburitsa zviri kutsi kwemoyo yawo munyaya dzerudo achishandisa rurimi rwechichiRungu. Madzimai akaita saPrimrose Dzenga naEve Nyemba vanonyatsobudisa shuviro…

Short Story by Dexta Zvicha (Zimbabwe/USA)

Dexter Zvicha is a fiction writer and political nerd. He is an MA and MPA graduate of the University of Delaware. He is interested in exploring the wild, grotesque and beautiful through poetry and short fiction. You can see more of his work on his blog thelitepassenger.wordpress.com or follow him on Twitter @LitePassenger.         The young…

Shona: Vhenyenguro yebhuku ‘Museve Usingapotse’, na Tinashe Muchuri

Tinshe Muchuri anopinda matare naCrymio Kutyauripo mubhuku Museve usingapotse rakatsikiswa mugore ra2014, neCollege Press Mapeji  134 ISBN 9781779006189 Museve usingapotse inyaya yaKaringe mwanakomana waMambo Chakaingesu uyo airwira nyika yake yainge yabvutwa nemuzukuru wake Pondai. Munyaya iyi munobuda hudzamu hwedzidziso yeupenyu yemunhu mutema kusati kwazouya dzizdiso iriyo mukore uno. Musoro webhuku ‘Museve usingapotse’ chirevo chinoudzamu ukuru.…