Nhetembo Shanu dza Emmanuel Mhike Hove (Zimbabwe)

emmanuel mhikeEmmanuel Mhike Hove akaberekwa kwaMazvihwa, Zimbabwe, mugore ra1987. Mwana weimba yovushe hwekwaMazvihwa uyo anombodzwa nerekuti “Prince of Mazvihwa” . Akadzidza paGudo Primary School nepaGwavachemai Secondary, achibva azopedzisira paZvishavane High, asati aenda kuMidlands State University, uko abuda neHonours degree reMusic and Musicology. Akashanda paMusic Arts  and Culture Festival iyo yaachiri kubatsira nanhasi. Mhike ndoumwe veavo vakauya kuChisiya Writers Workshop yakaitirwa paGwavachemai muna Nyamavhuvhu, 2015. Emmanuel Mhike akaratidza unyanzvi hwake mukunyora nekudetemba. Imwe yenduri dzake yakasarudza kuti ibude mu Poetry Now, gwaro rinoburitswa neSacramento Poetry Center kuCalifornia. Kunyora kwaMhike kuri kuwanda, uye ari kuwedzera kurudziro yake yevanyori muZimbabwe.

Verengai nduri dzake pano apa.

  1 comment for “Nhetembo Shanu dza Emmanuel Mhike Hove (Zimbabwe)

Comments are closed.