Tag Archive for nduri dzezimbabwe

Nhetembo Shanu dza Emmanuel Mhike Hove (Zimbabwe)

emmanuel mhike

Emmanuel Mhike Hove akaberekwa kwaMazvihwa, Zimbabwe, mugore ra1987. Mwana weimba yovushe hwekwaMazvihwa uyo anombodzwa nerekuti “Prince of Mazvihwa” . Akadzidza paGudo Primary School nepaGwavachemai Secondary, achibva azopedzisira paZvishavane High, asati aenda kuMidlands State University, uko abuda neHonours degree reMusic and Musicology. Akashanda paMusic Arts  and Culture Festival iyo yaachiri kubatsira nanhasi. Mhike ndoumwe veavo vakauya…