munyori.org
Tafadzwa Moyo
Tafadzwa Moyo akazvarwa musi wa16 Chivabvu mugore ra1989 kuChegutu. Kumusha kwake kuMberengwa, kuVutika munyika yaShe Maziofa. Nduri dzaTafadzwa dzokutanga kutsikiswa dziri mubhuku Tipindewo Mudari…