Tag Archive for ndurii dzerudo

Hurukuro: Tinashe Muchuri Anozeya Nhetembo naLinda Gabriel

Madzimai paanonyora nhetembo dzerudo vanenge vanonetseka kunyora vachinyatsobudisa zvavanonzwa kana vapinda murudo. Memory Chirere anovapa mhosva yekunyora pane imwe nguva savarume kwete samadzimai. Pane kuti ndakadya John vanonyora kuti ‘Ndakadyiwa naSara.’ Zvakadaro zvinoonekwa kuti pane mamwe madzimai anoburitsa zviri kutsi kwemoyo yawo munyaya dzerudo achishandisa rurimi rwechichiRungu. Madzimai akaita saPrimrose Dzenga naEve Nyemba vanonyatsobudisa shuviro…